Duramazwi · zita
gaba
tin
Duramazwi · zita
tin
Gaba mudziyo wesimbi wakafanana nekapu, unowanza kuva usina mubato.
Gaba mudziyo wesimbi wakafanana nekapu, unowanza kuva usina mubato.
Tora chivhuro uvhure gaba renyama iri.
Iti gu gaba iri, munyu wose ubude.
Chigodhi ihomwe diki kana kuti gaba rinoiswa upfu hwokubikisa sadza.
Duramazwi
01 / 03gabada gabada [gwabada gwabada]
Kuti gabada gabada kufamba uchiita ruzha semunhu ane shangu dzakakurisa.
VerengaSwipe for the next word