Duramazwi
Zvinoreva
Kuti gabhu kubaka zvine simba, asi zvisina chifungidziro, kunoita uswa kana chinhu chaiswa parafini.
1

Pakauya mhepo, sora rakabva rati gabhu.

2

Zvakafanana
Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gabhuka
Kugabhuka kunganduka komwoto uri kubaka uchiputika mudondo.
VerengaSwipe for the next word