Duramazwi · chiito
dziya
be warm · warm (be)
Duramazwi · chiito
be warm · warm (be)
Kukwira kwetembiricha kubva pakutonhora.

Pamengo iina dziya dzandatenga ndichasiirawo munin'ina wangu mbiri.
Mahwinya mamino ehembe ayakasonwa inawo. Akatenga hembe dziya dzemahwinya dziri mufashoni mazuva ano.
Dudzi pasi pehozi dziya dzakagara pamatombo.
Kana uchidziya moto unenge wakagara pedyo nawo uchida kuti usatonhorwa.
Kana mvura iri mumudziyo wakaiswa pamoto ichinzi yadziya inenge isisatonhori asi isati yasvika pakupisa.
Kana kunze kuchinzi kwadziya tembiricha inenge yakakwira zvokutosvika kana kupisa chaiko. Kunze kwadziya amai, mvura ichanaya manjemanje.
Pamengo iina dziya dzandatenga ndichasiirawo munin'ina wangu mbiri.
Dudzi pasi pehozi dziya dzakagara pamatombo.
Kufusa munhu kumuitira shanje dziya dzokuti pasava nechakanaka chinoitika kwaari, asi kuti zvinhu zvingonakira iwewe bedzi.

-gota
Duramazwi
01 / 03dzo
cation
VerengaSwipe for the next word