KwaunobvaDuramazwiDdzika dzika

Duramazwi

dzika dzika

Zvinoreva

Kana mwoyo womunhu wakati dzika dzika unenge une rufaro, wakagadzikana.

Kufamba zvishoma nezvishoma kure.

Kudzika-dzika kunyatsofambira mberi neshoko kana kuti nevhangeri. Mufundisi akataura kuti ainge zvino odzika-dzika naGenesvo, vanhu vakanyararisa kuti zii.

1

2

3

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word