KwaunobvaDuramazwiDdumbukidza

Zvinoreva

zvose zvichigayiwa

Kudumbukidza munhu kumuwanikidza achiita zvimwe zvinhu zvaanenge asingadi kuonekwa achiita.

1

zvose zvichigayiwa

mbwata 9, ndani 9

Kudumbukidza munhu kumuwanikidza achiita zvimwe zvinhu zvaanenge asingadi kuonekwa achiita.

2

Kana munhukadzi achinzi ane dumbu anenge aine pamuviri

3

Dumbu itsono hobvu yakasimba, inoshandiswa pakusona masaga. Murimi asina dumbo rokusonesa masaga anorasikirwa nembeu dzake.

4

Kudumbukidza munhu kumuwanikidza achiita zvimwe zvinhu zvaanenge asingadi kuonekwa achiita.

Kudumbukidza munhu kumuwanikidza achiita zvimwe zvinhu zvaanenge asingadi kuonekwa achiita.

Zvakafanana

mimba · nhumbu · dumho · dumbo · dungo

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dumburiro

Dumburiro ndepanotusvurwa napo dumbu remhuka yavhiyiwa kuburitsa ura nezvimwe zvomukati.

Verenga

Swipe for the next word