Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana vanhu vakaita dumbitumbi vanenge vakangomira vasina zvavari kuita.
1

Dumbitumbi kupatarika munhu achishaya kokutizira, akombwa nenjodzi.
2

Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dumbu
belly
VerengaSwipe for the next word