KwaunobvaDuramazwiDdangwe

Duramazwi · zita

dangwe

firstborn child

Zvinoreva

Dangwe mwana anotanga kuzvarwa mumhuri. Dangwe rinotarisirwa kupa vamwe vana mu-enzaniso wokugara zvakanaka.

1

Dangwe mwana anotanga kuzvarwa mumhuri. Dangwe rinotarisirwa kupa vamwe vana mu-enzaniso wokugara zvakanaka.

Kunyange akange ari dangwe ramambo Mupakaviri, akange ane mwoyo wokuzvirereka kune vakange vari vakuru kwaari uyezve nokuna vaduku kwaari.

Baba vako vakafa, mai ndokutevera, ndiwe dangwe saka wotozvionera.

Mazarura izita rinowanzopiwa dangwe remumhuri achinzi ndiye azarura musha.

Zvakasiyana

gotwe

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

danha

Kudanha kusvetuka chimwe chinhu.

Verenga

Swipe for the next word