KwaunobvaDuramazwiCChiShona

Duramazwi · zita

ChiShona

Zvinoreva

ChiShona ndiwo mutauro wevanhu vakanyanya kuwanda muZimbabwe, une mapazi makuru anodaidzwa nemazita anoti Karanga, Zezuru, Manyika, Korekore neNdau.

ChiShona maitiro nemagariro evanhu vanonzi vaShona, vakanyanya kuwanda munyika yeZimbabwe.

1

ChiShona ndiwo mutauro wevanhu vakanyanya kuwanda muZimbabwe, une mapazi makuru anodaidzwa nemazita anoti Karanga, Zezuru, Manyika, Korekore neNdau.

Pamusoro paizvozvo muverengi anoonawo kuti unoziva chiShona chine chamandorokwati.

Ucharerukirwa zvikuru nezvidzidzo izvi sokuti ChiShona ndiwo mutauro wako.

Vananyanduri vakakwanisa kuburitsa zvinotokonya pfungwa vachishandisa ChiShona chemandorokwati.

2

ChiShona maitiro nemagariro evanhu vanonzi vaShona, vakanyanya kuwanda munyika yeZimbabwe.

Ucharerukirwa zvikuru nezvidzidzo izvi sokuti ChiShona ndiwo mutauro wako.

Ava kugona zvake ChiRungu asi rurimi rwaamai ChiShona.

ChiShona chidzidzo chikuru muchikoro.

Zvakafanana

Shona

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word