KwaunobvaDuramazwiCchishomhwe

Duramazwi · zita

chishomhwe

Zvinoreva

Chishomhwe ndechakaita chibhora chichena, chinova ndicho chinenge chiri mwoyo wemota rinenge rakazvimba, chinofanira kubuda kana rikasvinwa.

1

Kuti tatsu kubuda kunze nokukasika kwechinhu changa chiri mukati mechimwe chakamanikidzika. Chishomhwe chemota chakati tatsu parakasvinwa.

Chishomhwe ndechakaita chibhora chichena, chinova ndicho chinenge chiri mwoyo wemota rinenge rakazvimba, chinofanira kubuda kana rikasvinwa.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

ChiShona

ChiShona ndiwo mutauro wevanhu vakanyanya kuwanda muZimbabwe, une mapazi makuru anodaidzwa nemazita anoti Karanga, Zezuru, Manyika, Korekore neNdau.

Verenga

Swipe for the next word