KwaunobvaDuramazwiCchiropa

Zvinoreva

Nhengo inosuka ropa mumuviri.

1

Nhengo inosuka ropa mumuviri.

Ndezvowabaya kuti chiropa hachiseveswi sadza.

Kana munhu achinzi anodya chiropa chembwa anenge achipenga zvikuru, zvekuti kana atanga kupopota hapana anozogona kumudzora.

Chiropa inhengo iri mudumbu, inoita basa rokunatsa ropa romuviri wose, nokugadzira nduru inoshandiswa pakudzeya chikafu mudumbu.

2

Chiropa inhengo iri mudumbu, inoita basa rokunatsa ropa romuviri wose, nokugadzira nduru inoshandiswa pakudzeya chikafu mudumbu.

3

Chiropa ivisi rakatsvuka mukati.

4

Chiropa howa hutsvuku.

Zvakafanana

chitaka · firifiti

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chirorwe

Chirorwe rudzi rwechikwenzi chidiki chinoita maruva akatsvukuruka.

Verenga

Swipe for the next word