KwaunobvaDuramazwiCchihambakwe

Duramazwi · zita

chihambakwe

hambakwenhumburo

Zvinoreva

Chihambakwe idutu ramatombo anoiswa panzvimbo imwe chete navaenzi vanouya munzvimbo senzira yokuzivisa ueni hwavo kumidzimu yenzvimbo iyoyo.

1

Zvakafanana

hambakwe · nhumburo

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chihara

Chihara mwana wechibage anenge asati anyanya kukura.

Verenga

Swipe for the next word