Duramazwi · zita
chigweshe
chigweve
Duramazwi · zita
Chigweshe munhu akaremara makumbo, anofamba achizvizvuva.

Chigweshe mwana anenge asati ogona kukambaira.
Chigweshe mwana anenge asati ogona kukambaira.
chigweve
Duramazwi
01 / 03chigwiri
Chigwiri munhu aka pfuma, ane mari zhinji.
VerengaSwipe for the next word