Duramazwi · zita
chipinimini
Zvinoreva
Chigwishu chinhu chakadimbuka chikasara chava chipfupi-pfupi. Imbwa yakadamburwa muswe wayo negudo ukasara wava chigwishu.
1

Mune zvechipfambi, chigwishu kuenda kundorarana kamwe chete chete zvobva zvapera.

2

Zvakafanana
chipinimini
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chihambakwe
Chihambakwe idutu ramatombo anoiswa panzvimbo imwe chete navaenzi vanouya munzvimbo senzira yokuzivisa ueni hwavo kumidzimu yenzvimbo iyoyo.
VerengaSwipe for the next word