Duramazwi · zita
rusuka
mhungapunga
Duramazwi · zita
Rusuka ibundo rinotandira pasi rinowanikwa panzvimbo nyoro, uye rakada kufanana nemupunga kana richangomera.

Duramazwi
01 / 03rusumudzo
Rusumudzo imari inobhadharwa nevakuwasha kunana tezvara, kana vava kutora mudzimai wavo kuti vachienda naye kumusha kwavo.
VerengaSwipe for the next word