KwaunobvaDuramazwiRrusudzo

Duramazwi · zita

rusudzo

-surachiswi

Zvinoreva

Rusudzo kakunzwa kuramba uchingoda kubudisa mweya unonhuhwa, unobuda kusure zvisina ruzha.

1

Rusudzo kakunzwa kuramba uchingoda kubudisa mweya unonhuhwa, unobuda kusure zvisina ruzha.

Kana munhu akadya nyemba anoita rusudzo.

Rusudzo kakunzwa kuramba uchingoda kubudisa mweya unonhuhwa, unobuda kusure zvisina ruzha.

Zvine chekuita

-sura · chiswi

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rusuka

Rusuka ibundo rinotandira pasi rinowanikwa panzvimbo nyoro, uye rakada kufanana nemupunga kana richangomera.

Verenga

Swipe for the next word