Duramazwi · zita
Zvinoreva
Ngundu inguwani ine manhenga, inopfekwa namambo kana nesvikiro, kana vamwewo vane zvinzvimbo zvikuru.
Kuti ngundu kutinhira sezvinoitika kana koda kunaya.

Tungundu chirwere chen'ombe inenge ine makonye mudumbu zvokuti inobva yaonda zvakanyanyisa.
Kuti ngundu kutinhira sezvinoitika kana koda kunaya.
Ngundu inguwani ine manhenga, inopfekwa namambo kana nesvikiro, kana vamwewo vane zvinzvimbo zvikuru.
Kuti ngundu kutinhira sezvinoitika kana koda kunaya.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ngunduma
Ngunduma imhuka inenge mhembwe, inofarira kugara pedo nerwizi.
VerengaSwipe for the next word