KwaunobvaDuramazwiNngunda

Duramazwi

ngunda

Zvinoreva

Kuti ngunda kudonha nenhivi kwemunhu ane muviri muhombe.

1

Kana munhu akati ngunda anenge akarara achiratidza kuti akafa.

Kuzhurungunda kuvavira sezvingaita doro rakavira kana mukaka wakakora.

2

Kana munhu akati ngunda anenge akarara achiratidza kuti akafa.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ngundaira

Kungundaira kufamba kunoita munhu muhombe.

Verenga

Swipe for the next word