Duramazwi · zita
cheninjekete
Zvinoreva
Ngetani isimbi hobvu, dzakakochekerana, dzinoshandiswa kudhonzesa kana kusungisa zvinhu zvikuru uye zvinorema.
1

Ndangenjanisa ngetani pfupi, kuitira kuti ndisunge matanda andanga ndichida kudhonza nemombe.
Uku kubatanabatana kwezvinoshandiswa pakusunga, sezvakaita ngetani.
Ngetani isimbi hobvu, dzakakochekerana, dzinoshandiswa kudhonzesa kana kusungisa zvinhu zvikuru uye zvinorema.
Zvakafanana
cheni · njekete
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ngewadi
Iri izwi rinoshandiswa pakubvunzana upenyu, kureva kuti vamwe varipo havo.
VerengaSwipe for the next word