Duramazwi
Zvinoreva
Kungerereka kurira kwebhera.
1
Kungerereka kurira kwebhera.
Mukana wainge watopfuura kare nekuti Tanaka aizonyengerereka sei pamberi pababa vake.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ngetani
Ngetani isimbi hobvu, dzakakochekerana, dzinoshandiswa kudhonzesa kana kusungisa zvinhu zvikuru uye zvinorema.
VerengaSwipe for the next word