KwaunobvaDuramazwiNngarara

Zvinoreva

Munhu asina matyira.

Ngarara chinhu chine tumapazi chinobuda kumusoro kwechibage kana chatumbuka.

Kuti ngarara kunyangara kunenge kwakaita zvinhu, zvakakandwa pese pese.

1

Ngarara munhu asina chakaipa chaanotya kana chaanozeza, kunyanya panyaya dzemishonga idzi.

2

3

Ngarara itsotsi rekupedzisira chairo. Nyembesi ingarara yemunhu chaiyo isingadzosere vamwe zvikwereti.

4

Ngarara chinhu chine tumapazi chinobuda kumusoro kwechibage kana chatumbuka.

Ngarara chinhu chine tumapazi chinobuda kumusoro kwechibage kana chatumbuka.

Kuti ngarara kunyangara kunenge kwakaita zvinhu, zvakakandwa pese pese.

Ngarara munhu asina chakaipa chaanotya kana chaanozeza, kunyanya panyaya dzemishonga idzi.

5

Zvakafanana

shashara

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ngararika

Kungararika kuva netsvina kwemunhu achitaridza kuti haana kuita hanya nekugeza kana kupfeka zvakanaka.

Verenga

Swipe for the next word