KwaunobvaDuramazwiNngarakata

Zvinoreva

Ngarakata idoro rinenge richivava zvikuru, zvokuti paunorinwa unonzwa muviri wese kuti zhwarara.

Ngarakata munhu kana mhuka yakasimba, ine mutumbi mukuru.

1

2

Zvakafanana

ngwiva · chikakarara

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ngarangatsa

Kungarangatsa maziso kuatambisa-tambisa uchiapindura- pindura.

Verenga

Swipe for the next word