KwaunobvaDuramazwiNngandura

Duramazwi · zita

ngandura

Zvinoreva

Munhu anemeso akati tsvetee.

1

Munhu anemeso akati tsvetee.

Kunjangandura kuita kuti munhu adonhe, mushure mokumutadzisa kutsika zvakanaka kana kumupinga.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ngandure

Ngandure idoro rechivanhu rinodhaka zvikuru.

Verenga

Swipe for the next word