Duramazwi
Zvinoreva
Kana mwoto uchinganduma unenge uchipfuta chaizvo, uchiita mirazvu mirefu.
1

Kana munhu achinzi anganduma nehasha anenge ashatirwa uye kupopota zvakanyanya.

Kuti vhamu kunganduma nokukasira kunoita moto kana waisa chinhu chinokasira kubatira moto.
2
Kana munhu achinzi anganduma nehasha anenge ashatirwa uye kupopota zvakanyanya.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03ngandura
Munhu anemeso akati tsvetee.
VerengaSwipe for the next word