KwaunobvaDuramazwiNnduramo

Duramazwi · zita

nduramo

mururami

Zvinoreva

Kana munhu achinzi ane nduramo anenge ane uhu hwakanaka. Vatungamiri vakava nenduramo vanhu vose vanovaremekedza.

1

Kana munhu achinzi ane nduramo anenge ane uhu hwakanaka. Vatungamiri vakava nenduramo vanhu vose vanovaremekedza.

Mukudyidzana kunoita vanhu uchaonawo kuti vanhu vanogona kupembedzana nekupanana nduramo pane vanenge vaita zvakanaka.

Mweya maitiro asina nduramo anoitwa nemunhu, zvinozonzi anenge ane chakamugara.

Kana munhu achinzi ane nduramo anenge ane uhu hwakanaka. Vatungamiri vakava nenduramo vanhu vose vanovaremekedza.

Zvine chekuita

mururami

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ndure

Kuti ndure kuruma kunoita nyuchi kana igo.

Verenga

Swipe for the next word