Duramazwi
Zvinoreva
Kana pfumo rati _ndura_ rinenge rabaya parapotserwa rikadzakupinda.
1
Kana pfumo rati _ndura_ rinenge rabaya parapotserwa rikadzakupinda.
Kana pfumo rati _ndura_ rinenge rabaya parapotserwa rikadzakupinda.
Paakavaona, akamhanya achivadaidza achifunga kuti chokwadi vachapindura chete.
Kana muhope imomo zvakabva zvamushamisawo zvokuti akatadza kupindura.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nduramo
Kana munhu achinzi ane nduramo anenge ane uhu hwakanaka. Vatungamiri vakava nenduramo vanhu vose vanovaremekedza.
VerengaSwipe for the next word