KwaunobvaDuramazwiMmuzhumwi

Duramazwi · zita

muzhumwi

Zvinoreva

Muzhumwi imhando yemuti wemutamba, une mapazi netsotso zvine minzwa yakakombama, unoita matamba anotapira chaizvo.

1

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

muzhunga

Muzhunga rudzi rwemuti womunzwa unoita mapango akasimba zvikuru.

Verenga

Swipe for the next word