Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana chinhu chichinzi muzhezhekedzwa chinenge chasakara chaizvo kunyange zvacho chichiri kushandiswa.
1

Mumwe musi uchakuvara nomuzhezhekedzwa wako webhasikoro uyu.
Kana chinhu chichinzi muzhezhekedzwa chinenge chasakara chaizvo kunyange zvacho chichiri kushandiswa.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03muzhumwi
Muzhumwi imhando yemuti wemutamba, une mapazi netsotso zvine minzwa yakakombama, unoita matamba anotapira chaizvo.
VerengaSwipe for the next word