KwaunobvaDuramazwiMMutsvairo

Duramazwi · zita

Mutsvairo

broom

dzvairochisvairorutsvairo

Zvinoreva

Mutsvairo uswa hunosungirirwa pamwe hunoshandiswa kubvisisa marara anenge ari pasi mumba kana panze.

1

Mutsvairo uswa hunosungirirwa pamwe hunoshandiswa kubvisisa marara anenge ari pasi mumba kana panze.

As soon as Batakue vachingobuda mumba, Maitakue vakabva vapa Tadiwa mutsvairo.

Mai mhofu vaisada zvetsvina vakatora mutsvairo kwave kutotanga kuita havo thara cleaning mumba mavo.

Bhurumu mutsvairo une mubato murefu unoita kuti munhu agone kutsvaira akamira.

2

Mutsvairo rudzi rwechikwenzi chinoshandiswa kutsvaira chivanzi.

Zvakafanana

dzvairo · chisvairo · rutsvairo

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word