Duramazwi · zita
mafuruse
mabvongodze lamafushanise lamafurusamweya la
Duramazwi · zita
Mafuruse munhu anokangaidza kana kubvorongodza zvinhu zvinonakidza, kana kuti vanhu vakazvidekarira zvavo.

mabvongodze la · mafushanise la · mafurusamweya la
Duramazwi
01 / 03mafushe
Mafushe mabarwe manyoro akabikwa, ndokuomeswa pazuva dziri hupi, anozobikwa oga kana kuti achisanganiswa nezvimwe zvirimwa.
VerengaSwipe for the next word