KwaunobvaDuramazwiKkutsirana

Duramazwi

kutsirana

-zinganirana-guchanirana-zingizirana

Zvinoreva

Kana vanhu vakakutsirana munhu vanenge vachibatsirana kumurwisa,

1

Kana vanhu vakakutsirana munhu vanenge vachibatsirana kumurwisa,

Chirwirangwe kukutsirana kurwisa munhu anenge adenhana nomumwe wenyu.

Vanhu vanoita chibatabishi vanenge vakawanda vachikutsirana kuita mabasa anege achidiwa kuti aitwe nguva imweyo uye nokukasika.

Zvakafanana

-zinganirana · -guchanirana · -zingizirana

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word