Duramazwi
Zvinoreva
Zviwanikwa mumatambudziko kure.
1
Zviwanikwa mumatambudziko kure.
Kutsira kurova-rova ivhu rakatenderedza danda raunenge waisa mugomba, kuti risimbe.
Kutsira kuviga chimwe chinhu pasi munhu uchiita zvokuchifusira.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kutsirana
Kana vanhu vakakutsirana munhu vanenge vachibatsirana kumurwisa,
VerengaSwipe for the next word