KwaunobvaDuramazwiKkukumuka

Duramazwi

kukumuka

Zvinoreva

Kana chinhu chikakukumuka chinenge chawedzera kukura kudarika zvachambenge chakaita.

1

Kana chinhu chikakukumuka chinenge chawedzera kukura kudarika zvachambenge chakaita.

Kuti kotono kukumuka kubva pabasa.

Kana chinhu chikakukumuka chinenge chawedzera kukura kudarika zvachambenge chakaita.

Kutunduruka kuzvimba kana kukukumuka kwepenenge pakuvara.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kukumusa

Kana ukakukumusa nyaya kana chimwewo chinhu unenge waita kuti chitaridzike sechakakura kudarika zvachiri chaizvo.

Verenga

Swipe for the next word