Duramazwi01 / 03kukumukaKana chinhu chikakukumuka chinenge chawedzera kukura kudarika zvachambenge chakaita.Verenga→
Duramazwi02 / 03kukumusaKana ukakukumusa nyaya kana chimwewo chinhu unenge waita kuti chitaridzike sechakakura kudarika zvachiri chaizvo.Verenga→