KwaunobvaDuramazwiJjoko

Duramazwi · zita

joko

yoke

Zvinoreva

Danda rinosungwa pamitsipa yemombe pakurima (yoke).

1

Danda rinosungwa pamitsipa yemombe pakurima (yoke).

Joko kubatikana nechimwe chinhu zvakanyanya, zvekuti unoshaiwa nguva yekufara.

Dhazibhomu idanda refu riri pakati pengoro, rinosungirirwa joko.

Joko mudziyo wakagadzirwa nedanda rakavezwa, rinopfekerwa zvikei, panosungwa mombe kana dzichirima.

Mamwe mazwi ane J

J

Duramazwi

01 / 03

joko [joki, jokwe]

Joko mudziyo wakagadzirwa nedanda rakavezwa, rinopfekerwa zvikei, panosungwa mombe kana dzichirima.

Verenga

Swipe for the next word