Duramazwi · zita
Zvinoreva
Joko mudziyo wakagadzirwa nedanda rakavezwa, rinopfekerwa zvikei, panosungwa mombe kana dzichirima.
1
Joko mudziyo wakagadzirwa nedanda rakavezwa, rinopfekerwa zvikei, panosungwa mombe kana dzichirima.
2
Joko kubatikana nechimwe chinhu zvakanyanya, zvekuti unoshaiwa nguva yekufara.
Mazuvano ndiri pajoko nenyaya yebasa zvekuti handigoni kusvika kubhawa.
Mamwe mazwi ane J
JDuramazwi
01 / 03jokonya
Kujokonya kubaya chinhu zvakasimba uchishandisa rutanda kana chimwewo chinhu.
VerengaSwipe for the next word