KwaunobvaDuramazwiJjabu

Duramazwi

jabu

Zvinoreva

Kuti jabu kutema nyama yakanyorovera nesanhu.

1

Kana munhu kana mhuka ichifamba ichiti jabu jabu inenge ichifamba ichitomhuka-tomhuka.

Mamwe mazwi ane J

J

Duramazwi

01 / 03

jabu jabu

Kana munhu kana mhuka ichifamba ichiti jabu jabu inenge ichifamba ichitomhuka-tomhuka.

Verenga

Swipe for the next word