KwaunobvaDuramazwiJja

Duramazwi

ja

Zvinoreva

Kuti ja kudonha kwemunhu achinorovera pasi nemusana, makumbo achiti waya mudenga.

Kuti ja kutema uchibva wadimbura kana kusiya gomba rakadzika.

1

Kuti ja kudonha kunoita svinga rehuni kana munhu achitura achiita zvekurikanda pasi.

2

3

Mamwe mazwi ane J

J

Duramazwi

01 / 03

ja ja ja

Kuti ja ja ja kuvhinza kunoita mvura mumudziyo wakabooka, kana kuti denga remba risina kupfirirwa zvakanaka.

Verenga

Swipe for the next word