Duramazwi · zita
Zvinoreva
Emu inzvanyira inowanikwa pakati pakeyi naeni mumbiro remavara anoshandiswa kunyora ChiShona.
1

Iyi inzvanyira inodaidzwa ichinzi emu, inowanikwa pakati pakeyi naeni muurongwa hwebumbiro remavara anoshandiswa kunyora rurimi rweChiShona.
Mamwe mazwi ane E
EDuramazwi
01 / 03emura
Kugamuchira kashoma reruzivo.
VerengaSwipe for the next word