KwaunobvaDuramazwiEemesa

Duramazwi

emesa

-misa

Zvinoreva

Kana mukaemesa nzira munenge maivhara pamwe panzvimbo kuti isapfuurike.

1

Kana mukaemesa nzira munenge maivhara pamwe panzvimbo kuti isapfuurike.

Iyezvino zvaive zvave nani nekuti magloves aive avepo plus kubvisa pamper kwaisanyanya kusemesa.

BaTakue vakavhetemesa mota vodzoka kwave kusvikirana naTanaka ndokubva Tadiwa amhanyira mumwe wake.

BaTakue vakavhetemesa mota havo voenda kubasa.

2

Kana mukaemesa mitemo munenge madzika mirairo inofanira kutevedzwa.

Zvakafanana

-misa

Mamwe mazwi ane E

E

Duramazwi

01 / 03

emesana

Kana makaemesana munenge makamira mose panzvimbo imwe chete.

Verenga

Swipe for the next word