Duramazwi · zita
ekisitenjeni
extension
Duramazwi · zita
extension
Zvakawe-dzerwa.
Zvakawe-dzerwa.
Ekisitenjeni imba kana kuti mupanda unowedzerwa pamba yagara iripo nechekare.
Munyaya dzezvemafoni, ekisitenjeni imwe yemafoni akawanda anenge achibva pane foni yakatsigira dzimwe dzose, uye iine nhamba dzayowo.
Ekisitenjeni inguva yakawedzerwa kuti zvimwe zvinhu zvirambe zvichiitika.
Pandakatadza kupedza kunyora chinyorwa changu, ndakakumbira kuti ndipihwe ekisitenjeni.
Ekisitenjeni imba kana kuti mupanda unowedzerwa pamba yagara iripo nechekare.
Muwedzerwa.
Duramazwi
01 / 03ekisitirataimu
Pamita-mbo yakasiyana-siyana, ekisitirataimu inguva inowedzerwa kutimu dzinenge dzaita mangange, asi ipo pachifanira kuva neimwe inokunda.
VerengaSwipe for the next word