Duramazwi · zita
ekisirei
X-ray
Duramazwi · zita
X-ray
Uyu mushini unoshandiswa navanachiremba kuvheneka mabhonzo emuviri nenyama dziri mukati meganda, zvikuru kana munhu aita tsaona, kana kuti achirwadziwa nechinhu chiri mukati memuviri asi chisingazikanwi kuti chii.

Uyu mufananidzo unenge watorwa pamuviri nomushini weekisirei.

Duramazwi
01 / 03ekisitenjeni
extension
VerengaSwipe for the next word