Kwaunobva/Duramazwi/D/dzedzema
Duramazwi
Kudzedzema kumanya kwebhiza kana dhongi.
dzedzere
Kuti dzedzere kufamba zvishoma munhu achiita soodonhera pasi.
dzedzereka
Stagger
dzedzerere
Kuti dzedzerere kufamba munhu achiita seachaputsika.
Swipe for the next word