Duramazwi
Zvinoreva
Kuti dzedu kuruma kwekugudura chinhu. Gudo rakaisa ipwa mumukanwa maro richibva raiti dzedu kamwe chete.
1
Kuti dzedu kuruma kwekugudura chinhu. Gudo rakaisa ipwa mumukanwa maro richibva raiti dzedu kamwe chete.
Taingove nedzimba dzedu mbiri imwe yataishandisa sekitchen kozoita imwe yekurara.
Ngoma ndedzemiti kutsemuka tinoveza dzedu.
Vanoti ndicho chizvinozvino nyamba kwete kutyora tsika dzedu dzaVaShona.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dzedze
Dzedze kamuti kane gwati dema kanowanikwa munzvimbo dzine uswa hwakawanda.
VerengaSwipe for the next word