Duramazwi · zita
Zvinoreva
Dera inzvimbo iri nechekwakakwirira kupfuura dzimwe dzakaitenderedza.
1
Dera inzvimbo iri nechekwakakwirira kupfuura dzimwe dzakaitenderedza.
Dera inzvimbo iri nechekwakakwirira kupfuura dzimwe dzakaitenderedza.
Dera munhu anotya kurwa zvokuti anongorohwa asingadzoseri.
Dera munhu asina kunyatsokwana mupfungwa kana kugwinya.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dere
Kuti dere kufamba wakaswatuka uchienda panzvimbo yakadzika chaizvo.
VerengaSwipe for the next word