KwaunobvaDuramazwiDdepo

Duramazwi · zita

depo

Zvinoreva

Depo idzinde renzungu rinenge riri mumunda, risati radzurwa.

1

Depo idzinde renzungu rinenge riri mumunda, risati radzurwa.

Depo idzinde renzungu rinenge riri mumunda, risati radzurwa.

Depo ishizha remurivo rimwe chete.

2

Depo ishizha remurivo rimwe chete.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

depu

Kuti depu kugona kudzokorora chinhu chakaita senhetembo, uchipedzerera zvose pasina chaunosiyirira.

Verenga

Swipe for the next word