Duramazwi
dendere
nest
Duramazwi
nest
Dendere katumba kadikidiki kanovakwa neshiri ichishandisa uswa kana tumiti, munova ndimo mainorara kana kukandira mazai ayo.
Kutevera nzira kana mumwe munhu.
Dendere katumba kadikidiki kanovakwa neshiri ichishandisa uswa kana tumiti, munova ndimo mainorara kana kukandira mazai ayo.
Mai pavakaona mwana odziya muviri, vakamubereka ndokuti dendere nenzira yokuchipatara.
Huku ivi vakasiva dendere yondokandira mazai avo mugwati munogara nyoka.
Pavakaona murume wavo aenda, naivo vakabva vati dendere kuenda kumba.
Dendere chirukwa chikuru cheuswa chinogadzirirwa huku dzinokandira mazai kuti dzikandiriremo.
Dendere mudziyo mukuru une maburi maburi unoshandiswa kutakurira huku parwendo.
Kutevera nzira kana mumwe munhu.
Kana munhu ati dendere nenzira anenge afamba achingotevedza iyo chete, asingatsauki.
Mai pavakaona mwana odziya muviri, vakamubereka ndokuti dendere nenzira yokuchipatara.
Kuti dendere kupinda munzira uchitevera painda nomumwe.
Pavakaona murume wavo aenda, naivo vakabva vati dendere kuenda kumba.
Kuti dendere kuita kana kutaura zvakafanana nezvinoitwa nomumwe munhu.
Zvaakataura zvakasvokoti dendere nezvaiva zvarehwa nasekuru.
Duramazwi
01 / 03denderedzi
Chinhu chakatenderedzwa zvakanaka (circle/disk).
VerengaSwipe for the next word