KwaunobvaDuramazwiDdaranganwa

Duramazwi · zita

daranganwa

nyamatsanga

Zvinoreva

Daranganwa zvisimwa zvinenge zvakamera mumutsetse asi zviri kure nakure. Kana mvura ikasanaya zvakanaka chibage chinoita madaranganwa.

1

Daranganwa iguri rechibage rinenge riine tsanga dzakatarangana-tarangana.

2

Zvakafanana

nyamatsanga

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

darano

Ichi chiitogama chinoratidza kuti vanhu vari kuitirana chimwe chinhu. Chiregerai kuramba mongodarano, munokuvadzana.

Verenga

Swipe for the next word