Duramazwi · zita
Zvinoreva
Dandira chinhu chamunoita makawanda uye nenzira imwe chete.
1

Dandira igomba guru ramunochera pakuvhima nechinangwa chekusvusvudziri-ra mhuka mariri.

Kundandira kufamba kwevavhimi vakaita mutsetse, unoita kuti kana mhuka ikamuka vagone kukasira kuikomba.
2
Dandira igomba guru ramunochera pakuvhima nechinangwa chekusvusvudziri-ra mhuka mariri.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03danga
herd
VerengaSwipe for the next word