Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chikuru chinotsigira kana kutakura chimwe.
Chikuru chinotsigira kana kutakura chimwe.
Chimai chekiyi chikasha chinova icho chinokiyirwa, pangava pamusiwo kana pai pachinochengetedza.
Chimai ndepanopinzwa chimwana chekiyi pakukiya kana kukiyinura.
Muguri chimai chichena chinosaririra panenge patsokonyorwa chibage, chinogona kushandiswa kubvirisa moto.
Chimai chekiyi chikasha chinova icho chinokiyirwa, pangava pamusiwo kana pai pachinochengetedza.
Chimai ndepanopinzwa chimwana chekiyi pakukiya kana kukiyinura.
Chimai chefoni chibande chefoni chinogadzikirwa chimuromo chinotauriswa nekuterereswa, paya panenge foni isingashandiswi.
Chimai chechirimwa chidzinde chinenge chakatakura chingava chibage kana nzungu dzacho chaidzo kusvika dzaibva.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chimamata
Chimamata munhu anotaura achikakamira kana kunda-ndama.
VerengaSwipe for the next word