KwaunobvaDuramazwiCchikwizo

Duramazwi · zita

chikwizo

Zvinoreva

Chikwizo idombo kana chimwe chinhu chinoshandiswa pakukwesha kana munhu achigeza.

1

Kana uchibhuracha hanzu yokupfeka unenge uchishandisa chikwizo chine zvipfari kubvisa guruva kana tsvina.

2

Bhuracho.

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word